Kiddoh✌🏼_Chijuju😎🇿🇼
@nigeljunior60
@nigeljunior12...was suspended can you help me to regain access to my account 😭😭😭
During your school time. Blooming jacaranda trees reminds you of what?

Volts JT is bigger than Winky D. If you have other opinions go and argue with your mbudzi🐐 😅
shout out to every man fixing his life Alone. No Rich Relatives No Favors No Mari yaMdara naMomz Even through losses and disrespect I’m prada you mi breda
Happy Birthday to the legend @MudiwaHood 🎉🔥 The man who inspires, empowers, and changes lives daily. Your impact is unmatched keep shining the CEO of my time.
Kana mapedza chikoro endesai vabereki venyu kuma DNA mungazo chengeta vabereki vasiri venyu.
Haufanirwe kuudzirwa, when you finish school and start working, it's an obvious shot to pay back your parents for the money they spent on you.
Ukaona babe rako raposta kana ku commenta kuti happy birthday Mark D …focus on yourself bro. Chibaba hachijaidzi ichocho chinonyenga kana ma ghost account zvako😬
Pane muchinda aingosvika paBarber shop odongorera nepaWindow oti "Vanhu vangani varikuda kugerwa?" Munhu anogera oti "pane 4".Muchinda uya oti "Mungatore nguva yakadii kuvapedza?" Munhu anogera obva ati "maybe 2 hours".Muchinda uya aibva arova bara kuenda.Saka zvaingoitika...
If I cheat I'll cheat in the morning because at the end of the day I'm loyal
Munhu ouya kuSleepover obvisa kaRunner dress kake ke$3, opfeka garment rako re$15 kuti ararise😂😂😂
Voltz JT akatangira Muku jnr kunwa mukaka wamhamha vake
Why didn't you tell me that the house was for your friend not yours
Listening to that Feli Nandi's Unotyei kana usina kusimba unogona kutanga kungoridza mhere 💔😭