The Equalizər
@TheEqualizer_ZW
Welcome to The Equalizər Show! Don't take life too seriously. You will never get out of it alive.
Iko kufitwa kwamunoitwa nema long dresses, vasingakuzivei vanotokuroorai. 🙌🏿

Kutakura satchel kubasa kunobatsira sometimes, mari yerent haizonyanye kurwadza.

Kana mapedza chikoro endesai vabereki venyu kuma DNA mungazo chengeta vabereki vasiri venyu.
Haufanirwe kuudzirwa, when you finish school and start working, it's an obvious shot to pay back your parents for the money they spent on you.
Ukaona makanika atanga kukwiridzira bhurugwa achigadzira mota yako huh zorora hako. 🙌🏿

These days love is like... 🧔🏿: Love me for who I am. 👩🏿: Iro ibasa refamily yako!

The demand is increasing, I think they should be sold in slices. 😂

It’s so sad, our children will never experience the love of prayer warriors like our mothers, kwangosara izvi zvima shisha addicts. 💔

We all make mistakes but a bleaching boyfriend here wangu.

Unenge uchiramba vakomana uchiona kunge zviri funny wotozoona eeh zvandatove ne 35 years.

Any church looking for a Pastor, please plug me. 🙏🏿

Zvinhu 2 zviri mutisveta takarivara, relationship neEconet.

Zimbabweans after they ask the price and find it expensive.. Saka munovhara nguvai?
